Biblica—The International Bible Society inoda kwazvo kuti iturikire zvakanaka, idhindise uye iparadzire Shoko raMwari kuti vanhu vari panyika ino yose vapinduke vave vateveri vaJesu Kristu.